Star FM's Sky Walker 'dragged to court'

HARARE - Star FM producer Ndumiso “Sky Walker” Dube, who is paying for maintenance for several children sired with different women, will be heading back to the civil court on January 19.

Sky Walker has been dragged to court by Tendai Manyame who told the Daily News that she was now fed up with the DJ’s insatiable lust for women which has brought unexplained suffering to his children.

“I am claiming $250 a month from him as he has totally failed to look after his child. The initial court hearing will be on January 19,” said the 26-year-old mother of one.

The Epworth-based Manyame, who claims to be one of Sky Walker’s “seven wives”, said Dube recently took in his seventh wife — Mandida Mpofu who works in the United Kingdom.

“He is totally focussing on his new wife. I cannot continue being married to a man whose love is clearly fake. I was lured by his celebrity status,” said Manyame, daughter of an Apostolic Faith Mission (AFM) pastor.

Manyame came to the Daily News offices in the company of Getrude Maseko ,26, whose child with the Star FM DJ is being maintained for $150.

Maseko scathingly dismissed Sky Walker as a “serial bed-hopper.”

“Dube is taking us women for granted. He never settles with one wife but takes pride in impregnating ladies and then dumping them,” she said.

“He owns nothing except his bag and six children. When my child got sick, he refused to give me money for medication. He advised me to give the child a concoction of boiled lemons, cooking oil and salt. I don’t want anything to do with this sweet-talking but irresponsible man.”

The Star FM DJ had attributed his woes to Maseko “who is desperate to have me back”.

“Getrude’s son is on maintenance so why does she claim that I am not looking after my children.

“I admit that I have made my mistakes but I can never be accused of failing to look after my children. I have five children, four of which are on maintenance and medical aid cover .They also have funeral policies,” he said.

“It is untrue that I have seven wives. Manyame is my only wife but she walked out of the matrimonial home recently and if she seeks maintenance for our child, I will cooperate and in any case she knows what I am paid.”

Dube showed the Daily News details of $40 he sent Manyame and WhatsApp messages confirming that he bought diapers for the former’s child.

In a bid to prove that Maseko was the one behind the unfolding drama, Dube phoned her in the presence of the Daily News. Surprisingly, Maseko sounded very eager to meet the Star FM DJ so that he could “help her select a birthday present for their son Joshua”.

Dube admitted that he was dating the UK-based Mpofu.

“She is not my wife yet but given what is currently happening between me and Manyame at the instigation of Maseko, I am seriously considering moving on with my life and marry Mpofu.”

Comments (16)

Madzimai ayo ngaatsvage zvekuita kwete kuda kutsvaga mbiri nemunhu, uyo arikuti anga achigara naye and she is fed up ko zvaatori wechi6 wacho. Anga ambovingei achiziva kuti ndomabasa ake, mazvokuda mavanga enyora. Uyo maseko uyo arikutopiwa maintanence saka arikudei kupress, My advice

Chenai - 9 January 2015

Hezvo nhai editor dzimwe asi mashaya news here, hapana munhu anofoswa kugara nemunhu wasisadi plus nyaya iyi inenge pangoita majealous ega ega. Ngavatsvage mabasa kwete kuteera varume, chipfambi chavo chatadza kubhadhara saka vakuuya kuPress ngavakwane, roora hako Mpofu wako usiyane nepfambi idzo.

Ethel - 9 January 2015

Kkkkkkk, madzimai aya ngaatikwanire, ko uyo akunyadzisa BABA vekubereka Pastor nechipfambi chake dai ari mumwe muromo wake atovhara, angoita chipfambi chake akanyarara orega kuisa baba vake paspotlight. Vasikana haisi nguva yekutsvaga mari thru vana tsvagai zvekuita moziva vanhu vekuvhurira makumbo next time. Ndatenda hangu!

Thandi - 9 January 2015

Ladies give us some serious, especially that one who is the 6th one. Kkkkkkkkk jokers!

Bakana - 9 January 2015

Uyo wechi7 ndiye aita lucky manje, muface wochidzikamawo and settle tese takapindawo makadaro but takazosanganawo nethe right person who were not after money and vese vaindiseka kuti ndiri rombe vakatoona change and progression. We all from our past mistakes, there is a saying which Says nobody can change a person but someone can be the reason for a person to change. If you truly love yr lucky numba 7 go ahead and marry her, all the best, Skywalker.

Ben - 9 January 2015

Ko nhai sazita mapindwa nei, pamaienda muchiziva kuti muri wechi6 maifungei pwaaah apa murikuboaster kuti muri mwana waPastor muchinyadzisa vabereki vako. Nyaya chaiyo hapana because munhu uyu hapana paaratidza kuneglecta mwana, uyo arikutopiwa 150$, iwe wakuda 250$, you are very selfish kana uchiti ane vana 6 saka woda kuti vamwe vadyei no wonder it didn't workout with Skywalker. Skywalker tanga watarisawo usati wapinza mumba shamwari bcoz aya maskiri ekuitisana vaskana avo, especially uyo arikuda250$, anoshanda here i dont think so, ahh 250 kkkkkk ko vamwe 5 vana vorarama nei, ndiye aitoita kuti vamwe vana vaneglectwe iyeye for herselfishness. Masorry sorry chaiwo Skywalker. Editor nyaya yenyu is mixed up and to me i didnt see any child neglect at all. Dai matiisirawo maface avo Tendai naGetrude tawonawo kunyangara kwavakaita, maybe the story would make sense. To Skywalker settle now if you have found the one who is not selfish to lookafter your children like those 2. Thanks!

Tindo - 9 January 2015

Ko nhai editor asi mabhadharwa here, inga manyora kuti he is paying maintanence for several children, to be honest i did not see the neglect part of it, iyi nyaya inenge yangove mapersonal nekufixana otherwise nyaya chaiyo ine musoro hapana. Ngaaende kucourt akanyarara but mari yaari kuda its ridiculous if she admits he has 6 children, is she thinking about the welfare of the kids as well. She is very selfish ndiye aitodya mari yaSky saka akutaura zvekuti he neglects them paaidya mari anga asingazvione. Pawaivhura makumbo waidawo mwana, if you didnt want you should have used protection especially knowing kuti wako ndewechi6, wazvinyadzisa hako this is not a story to even take to press. Is she working herself? I doubt it very much because people with life and something to do dont have time for this Crap, already you have showed the whole nation why yr marriage failed, empty vessel make the most noise. Concentrating on his 7th wife handiti akaconcentretawo newe uriwechiSix, zvarwadza nhasi, tunyaya twako utwo hatuna musoro, hanzi naTocky mamwe mashoko isai mubag. Ndonyaya dzekuisa mubag, editor vanenge varikutotsvaga platform yekunyengwa vanaMai ava. Ndatenda.

Kudzi - 9 January 2015

Ahhh ahh hii hiii, vakadzi vanotyisa kudarika pfuti yakakunongodzera, ndozvinongoita wese arambwa kana mambenge muri6 saka wechi7 ndiye akurwadza asi anyanya kudiwa kupfuura mese here, ha ha ndofunga ane skiri rakapenga, madzimai kutaura chokwadi apa hapana zvamaita. Dai matoswera muchitsvaga mabasa mubetserane kuchengeta vana pane kutaura zvisina basa makumuona kuti haana chaiinacho nhasi nhai, ndimi maitoita kuti ashaye anything muchidya mari. Behind every successful men there s a woman.

Diva - 9 January 2015

Imi tikwanirei zvedu, pfambi idzo openingly claiming they were lured by celeb status kusatonyara, Skywalker there was no love my bro move on bro and make sure Mpofu is real love not love of status as well. Vakutsvaga kunyengwa futi, editor be careful not to fall in their trap.

Tapiwa - 9 January 2015

This is really shocking what has ladies turned into? Is maintanance the new source of income? Sky keep it your pants bro, these ladies pretend to love you whilist they have their own Agendas. Find a job and stop following these people so called celeb's. You got what you wanted stop moaning.

Dee23 - 9 January 2015

Baba chichengetai vana muchimira pa7, uyo arikuchemera 250 ngaambonotaura naTafadzwa amupe advice pamwe angabatsirikana, selfish woman!

Chimhamha - 9 January 2015

Waitsvagei pane5 vakadzi mwana waPastor, wanyadzisa baba vako nechipfambi chako. Uyo Getrude hameno kuti nyaya yake ndeyeyi, Skywalker chiita mushe, vakadzi vanowisira pasi.

Zimchick - 9 January 2015

Hapana kana nyaha apa, editor wakatengwa chete. Hapana neglect yaitwa apo. Mpofu wawinner murume zvako. All the best

Washie Mupfumi - 10 January 2015

Skywalker ibhuru chairo anokupfekedza size inokwa size isingashinye size 4

Dudzai Pasanduka - 10 January 2015

Ah guys musati vakadzi ava mahure,the guy is a celeb and you easily take his side but paanenge arohwa nemkondaz muchazoti icancer hant?Ngatibudiranei pachena mfana arasika uyu.he is a mini gumbura pavakadzi apa.kurova nyoro chete uchienda ko aids haana kuinzwa?he has dragged star fm into the mud kusvibisa employer.vakadzi ava vanofanirwa kutora maintenance kuti asare asina chiro azive kuti nhundirapesepese haibhadharwe

Bhuru - 10 January 2015

Post a comment

Readers are kindly requested to refrain from using abusive, vulgar, racist, tribalistic, sexist, discriminatory and hurtful language when posting their comments on the Daily News website.
Those who transgress this civilised etiquette will be barred from contributing to our online discussions.
- Editor

Your email address will not be shared.