LIVE UPDATES: Zanu PF Politburo

HARARE - Below are updates of the ongoing activities outside the Zanu PF politburo meeting at the party's head quarters.

11:53 - Joseph Chinotimba boasts to Zanu PF supporters that he is more popular than war veterans leader Jabulani Sibanda.

Chinotimba says "we are here to demonstrate solidarity with the president".


12:25 - Didymus Mutasa, Zanu PF's admistration secretary, gets on the podium, but refuses to chant the "pasi ne gamatox" slogan.

"Handimanikidzwe kuita izvozvo...handiite pasi negamatox," Mutasa says, as youths shout back "pasi negamatox".

12:28 - Mutasa leaves the podium without saying anything after supporters openly defied him.

12:33 - Supporters sing a "zimuroyi, zimbuya rekwaDotito" song.

12:35 - Chinotimba chants a "pasi naJabulani Sibanda" slogan.

12:37 - Gokwe Nembudziya MP, Justice Mayor Wadyajena, chants "pasi ne ma10 percent" slogan.

12:43 - Energy Mutodi about to address the crowd.

12:46 - President Robert Mugabe emerges from the Zanu PF head quarters to a deafening applause by the crowd.

12:48 - "I want to see the people," says Mugabe.

13:02 - Shuvai Mahofa tells Mugabe: "Ndimi makati kumbira kuti tikupei mukadzi...tauya nhasi...nguva yakwana. Hapana anonzi firapo...pane varikupa varungu minda...tinokumbira kuti munhu wese ari corrupt mukandei pasi, tokudai makachena."

13:04 - Paul Nyaruwata says: 'Representing war vetarans...We are tired of jabulani Sibanda. we have had different chairpersons and we are here as war vets to dissociate ourselves from what Jabulani Sibanda said. He was once suspended, how did he come back."

Meanwhile, Mugabe is listening.

13:06 - "As war vets we no longer have confidence in Jabulani Sibanda. He is planning a war against you... he wants to march to your home and we say pasi naye. We are asking you as our patron that before we go to congress we should have removed Jabulani Sibanda," Nyaruwata adds.

13:09 - "Pasi naTsvangirai," says Mutasa, but Mugabe laughs it off.

13:11 - "Thank you for coming...Mauya makatakurwa nemhepo yechimurenga...mauya muzere matundundu neshungu," says Mugabe.

The president said: "Handisati ndanzwa kuti gamatox inorevei muchatondidzidzisa."

13:19 - "Hatina kuvaka party tichiti tiri kuzvi vakira," Mugabe says.

"Kuzvisarudza hakutenderwe...kuzvida muparty hakudvumidzwe. We are dedicated to the people. Its the people who can choose leaders. Kana pane varikuda zvigaro hazvisi zvekurwirwa... hazvisi zvekutengana."

"Nechiratidzo chenyu ndinovimba kuti vamwe vachanzwa."

13:26 - Mugabe says: "Madzimai pachavo ndovakati toda kuti amai vatitungamirire, chakaipa chii? Handisi ini ndakadaro."

"Kana mudzimai wapresident wekutanga akabvumwa nemusangano ko uyu akurambirwei?"

"There is nowhere in the Zanu PF constitution where it is said the president's wife cannot contest for positions. Charwadza vamwe chii? Even ma war vets wamuri kuti Jabulani charwadza chii?"

"Kune ma chairman vataona vakabva vadhakwa nehukuru ihwohwo zvimwe chete na chairman weku Mashonaland West. Anofunga kuti ane masimba ehu king anodarika vaMugabe."

13:40 - Mugabe says: "Jabulani ndimi munonzi makamutengera mota akagozo pihwa dzimwe shanu dzichibva kuna vaButau... abva anamata vakamupa hondo yaanoda kuita ndeipi achiita nemasoja angu."

"Tinoda kuzviona."

"Vamwe vatungamiri vakuda mari..tine makambani akati wande asi tatadziswa nokuti ma minister arikuda mari...tinoda kuti mazita acho adurwe."

13:53 - Mugabe goes on to say that "Jabulani anotaura sekunge akabatwa naSatan".

"We hear that Jabulani Sibanda stopped some buses from coming...asi Jabulani akutonga nyika kani?"

13:57 - Crowds shout that "Joice ngaaende kumba" and Mugabe replies that "party ine marongero ayo."

He says: "Inga muchato unodimbuka wani. ungabva wati mudzimai wawagara naye chienda nhasi. Nyaya yacho inoiswa kuvabereki vake...vamunenge musingade hamuva vhotere."

14:10 - Chinotimba interjects saying "hatisi kudzoka shure" and Mugabe says "hatidzokere shure."

14:33 - Mugabe finishes his address, crowd dispersing.

15:06 - Politburo meeting now in session.












 

Comments (50)

Mujuru aita mudiki zveshuwa

ndadii - 30 October 2014

ndimujuru kana kuti sibanda

piri - 30 October 2014

mwana wevhu waramba kushandiswa nezvimbwa sungata izvo. ramba mutasa ramba

Namwari Kudenga - 30 October 2014

Where are we heading as Zim?

Ticha - 30 October 2014

Zvimwe zvinhu zvinoitika kuti zvimwe zviitikewo

Aluta Continua - 30 October 2014

Mugabe has reduced himself to a mere faction leader. What a sad ending for him.

Gamatox Weevil Killer - 30 October 2014

Its very easy to hire a willing crowd but support chaiyo vachaiona pa 2018

Gwandibva - 30 October 2014

Ndiko kuparara kwe party.There were better ways of managing a transition than bring Grace Mugave to cause nyonganyonga.

Kufandada - 30 October 2014

Ndo inonzi mob rule chaiyo. Ndiyani wacho ariku dhinda ma placards asina nemusoro wese? Bi-scope chairo.

Der - 30 October 2014

The chickens have come to roost. Hiring a crowd to achieve your objectives, but th real support lies in the people. Come 2018, we'll see who prevails. Mugabe should wake from this dream before it's too late. These people who pretend love you will make you a laughing stock. Itai semunhu mukuru vaGushungo.

member zulu - 30 October 2014

rupazho chairwo!!! saka kwahiiyi ipapa.

Chidondova - 30 October 2014

"Pasi naTsvangirai," says Mutasa, but Mugabe laughs it off kikkkkkkkkkk musandisetse zvangu

Ticha - 30 October 2014

Tell me in this era where money is hard to find you spend most of your time uchiti pasi nanhingi ma1 Izvozvi kumba hakuna chinhu iwe uchiti pasi nanhingi. Munhu wauri kuti pasi naye ari kutodya chikafu chirinani. Iwe waswerera mafreezits Mazimbabweans wake up don't be used by someone.

wanguc - 30 October 2014

vamwe vanhu vakafa pfungwa veduwe.

chibata matosi - 30 October 2014

FOR SALE HP TONER CARTRIDGES 05A, 10A, 11A, 12A, 13A, 15A, 24A, 35A, 36A, 42A, 49A, 51A, 53A, 55A, 61A, 64A, 70A, 78A, 80A, 83A, 85A, 90A, 96A, 125A, 131A, 135A, AND MANYMORE 0772 678 311

GALLERYCARTRIDGES - 30 October 2014

Mai Mujuru ..Uhm! Chinenge chazonyatsochaya manje. Petitcoat government iri kutonga takatarisa.

selele - 30 October 2014

gushungo sure masarudza kupaza zanupf here ? chenjerai kusara muri vaviri na mai. watch this space;

zander chigweda - 30 October 2014

Jabu chachaya...chitongorongedza twako sahwira. Kwana Biti arikowo maWarvet.

selele - 30 October 2014

I'm not a ZANU (PF) member but I thought what is happening in that party is sad to say the least. Truly ZANU (PF) is heading to its demise. RIP ZANU (PF).

PAPA ACTION - 30 October 2014

I'm not a ZANU (PF) member but I thought what is happening in that party is sad to say the least. Truly ZANU (PF) is heading to its demise. RIP ZANU (PF).

PAPA ACTION - 30 October 2014

VaMugabe mataridza hudofo hwenyu hwese. Nyika yotongwa mubedroom

dr disgrace - 30 October 2014

Pasi naTsvangirai," says Mutasa, but Mugabe laughs it off - why because mutasa is off side. tsvangirai is not an issue to the infighting of ZPF.

kedzaify - 30 October 2014

Mutasa akatozvipengerawo. Ko Mai Mujuru vacho havasi kuda kurovawo slogan here??

selele - 30 October 2014

Jabulani Sibanda is a real man. Unortunately, as long as Bob is in charge there is no place in ZANU PF for such objectivity. You simply have to flow with the tide, nomatter how sill the agenda sounds

Tatenda - 30 October 2014

i think mugabe needs to be careful. if i was gushungo i would be worried to have ngenya and moyo behind me as vice prseident than joyce. Cause if he just becomes VP i think either they are going to his house to force him to step down or shoot him. Either way whatever way mugabes time is up either way you look at it. I am predicting that if mujuru keeps her position which i doubt ngenya will get in and eithr kill bob or force him to step down and they will definately get rid of dr amai mugabe also. so its a win win either way. We will never ever have another mugabe in power again. Well done jonathan moyo we knew you had a plan to destroy zanu pf well done, well done from the people of zimbabwe.

petros - 30 October 2014

mdididmusi abatwa nedzungu kkkkkkkkkkk

soda - 30 October 2014

Muchiti zvaizoenda nepi...chisingapere chinoshura...kwava kusakara kwegodo serisakambodyiwa nyama. Zanu yaenda kekupedzesera...Iyi ndoinonzi kufa kwangu zvarova...kutoda kusiya pasina kana chinonzi Zanu...

TaTanga - 30 October 2014

Umm, all i can say is, prayer warriors must arise and pray for this our nation.

jack - 30 October 2014

this is a very sad development in our party. things will never be the same again. this is the opening of a new chapter in zim politics. ndikokuparadzana nehukasha. moyo brains.

taurai - 30 October 2014

It has been said Grace THE HARLOT is very influential Themba Mliswa, Jabulani Sibanda and Mai Mujuru 's fates have been sealed. They dared the queen mother bother she used her bedroom influence to arm twist the once mighty BOB. Kudos to Jabulani Sibanda for standing up against evil. Kudos to Jonathan Moyo the master strategist for destroying the party from within. You have succeeded where many failed.

Aluta Continua - 30 October 2014

Hey, guys we are reading your posts from overseas........put in some translation........

reddevil - 30 October 2014

Thank you Jonathan musoro bhangu for destroying Zanu from inside

Darkest Hour - 30 October 2014

Joice dont resign dzingwa tione zvinofa manje manje izvo. vana Mahofa varikutorera mapurazi vamwe kuMasvingo saka varikuda protection kunaGire hapana asina twake apa its all shit....

ndozvo - 30 October 2014

Uyazi uMugabe, okuyizinja konke Kwe zanupf ukwenza uSisi Rose, They know clearly he is the one who`s causing this but they continue prayising him. UJabulani kunini etshelwa ukuthi uyasetshenziswa, kufana lesithutha lesi seTsholotsho Proff J Moyo, impara engingazake ngilibone. However all Ndebeles in zanupf are hostages. I dont know what else were given for the to be females

PB - 30 October 2014

Vamugabe makaoma zveshuwa Mutasa kungokuitii ba-a abva ati pasi na Tsvangison asiri kubato redu. Chazonyanya kundisetsa ndechekuti maramba kuvharika nekuti angaazama zveshuwa asi mazviona

goodlife - 30 October 2014

Mai Mujuru nana Jabulani sibanda ngavabatane naTsvangirai zvavo becoz kuZAUN PF dztongova mbudzi chaidzo, Asi futi kwatsvangira vononoita nhongo dzembudzi, She is gone and gone with the fake chopper which she shot down. How can she tell the press to stop exposing corruption, insult the late Dr Joshou Nkomo because she wanted a licence to corruptly issued to Telecel. Its been long before this dwarf woman has been given her right position in society, dustbin., that's where she belongs. Right now junior doctors are on strike, because they take a mere 200 dollars per month and she wanted the Cashberts to contionue on riding on 1 million dollars per month, dacha remunhu, ngavaende.

reason - 30 October 2014

This was being arranged for a long time and thats why Grace was painted on government buses. The men in zpf are also not seeing that Grace is coming to be president from the bedroom straight to the highest office .gosh.....?

KGB - 30 October 2014

PB..even if Mujuru goes no one in that party will ever think of the ndebeles Grece was shouting at your women before she is officially appointed so forget about that.You can wash a pig as much as want it will still go back to the mud and that is zanupf for you.

heyaa - 30 October 2014

We actually want theives only in Zanu PF. If you are not one what are you doing amongst us. Dr Mujuru ngoma ndiyo ndiyo tora mari patundi upinde kumakombi futi bcos team iri kuda kupinda pama 10% awakazvigadzirirz hako nekufunda kwako kwose. Ava nezvimudhosvo zvemadegree hona voda kukubvutira. Haiite Haiite. Conquering empress of MASH CENTRAL.

batai homwe - 30 October 2014

Mai Mahofa used to poach buffaloes in Devil Range vachiisa ku butchery kwavo kwa Gutu, Chinotimba akakecha mukadzi wemunhu akaiswa chidhina akati ivanga remuhondo, Jabulani fought as a Zipra cadre and it is known. Joyce fought in the war and its known. Mugabe was sitting safely and pretty in Maputo wearing Safari suits daily whilst others fought, Those vanoswerere freezits accept to be abused, hey , muchato haungogurwi fast, this shows its a done deal. With what has happened in Zambia Joyce's time in Mugabe's zanupf is gone, but her time in Zimbabwe has just begun.

maita - 30 October 2014

Hondo, hondo, hondo, teurai ropa urigamba iwe Toda Hondo nengwarati idzi. the powerful spirits of Tongogara, Nhongo, Duri, Gunda, your time has come to lead us from the york of bondage of these false patriots. Hondo, Hondo, tungamira hondo Teurai Ropa!!! Let the people power speak!!!

Hondo, hondo - 30 October 2014

Isu madembare takaparka mamiranai mega isu tiri kumaterraces takamirira kupinda panyanga tigochinja zvinhu ne3 days. Pamberi naTsvangirai , pasi nakachembere kemagirazi

MARVE WEMDC - 30 October 2014

Once your name is mentioned at these impromptu ZanuPF meetings, in the presence of hired recreational demonstrators, then you are gone. In my view the following have no future in ZanuPF - Joice Mujuru, Didymus Mutasa, Jabulani, Mliswa, Kaukonde and Midzi. Didymus's future is hanging by the thread. He is trying to come back into the powerful clique led by Grace. He might not survive. He started the infamous “Gammatox” sound bite and he will live to regret it. Those who went to the graduation celebration in Mt Darwin last week are also in trouble. I would not be surprised if Jabulani ends up living in S Africa soon as a refugee. It's not a good time to be a politician in ZanuPF. Mugabe is the rallying point - they are all fighting each other to get favours from Mugabe. Mujuru might end up living in Britain - who knows? Because when she is ousted, which is definite, I cannot see her continue to live in Zimbabwe copping abuse every day. She would want to get away from it all. The momentum is with Grace.

Musona - 30 October 2014

The creation of a Dinasty whlist Zimbabweans cheering the jokes

Gavin Fumai - 30 October 2014

Dear Mr Mugabe Is it time now to Persecute Mrs Mujuru at the expense of concentrating on fixing the economy? We do not condone corruption in this country not at all and we are saying zero tolerance to it but if we need to push Mrs Mujuru out on corruption grounds then you must lead by example. Show me the person who:- (1) Pardoned those who were involved in the Willow-gate Scandal (2) Who pardoned Enos Chikowore after he helped himself with the tax-payers Money at the Ministry of National Housing. (3) Who pardoned the same Chikowore ( MHSRIP) when he helped himself with all the Diesel & Petrol at Noczim, (4) Who Pardoned Kumbirai Kangai (MHSRIP) when he helped himself with all the grain at GMB, (5) Show me the honest & clean man who left his wife dying with a Kidney ailment to sleep with an office Secretary, and I will show you the man who is supposed to resign before Congress

Nhamodzenyika - 30 October 2014

Of road side bombs. Mugabe wamama tinayo technology .yacho. Tinotanga Neka hure kako kamdidi kemboro Disgrace

Rudi - 30 October 2014

Thank you Hondo

Rudi - 30 October 2014

Thank you Hondo

Rudi - 30 October 2014

Thank you Hondo

Rudi - 30 October 2014

Kunakirwa ne Beche kurasa njere. Stupid Malawian. You will reap what you sowed. I warned you about Tsar Nicholas 2. Wako mwana Bona pavatatu vairi vari va Pamire vachamama nekufa. Duzvi rechichembere.

Rudi - 30 October 2014

Post a comment

Readers are kindly requested to refrain from using abusive, vulgar, racist, tribalistic, sexist, discriminatory and hurtful language when posting their comments on the Daily News website.
Those who transgress this civilised etiquette will be barred from contributing to our online discussions.
- Editor

Your email address will not be shared.